House of Mercy [Imba ye Tsitsi] - Emanuel Kariuki
When the Vimbandani Youth Club decides on a project to help the community they hope to be able to work with an orphanage called the House of Mercy. Soon they realise that the home is not what it seems. This dramatic photo-novel introduces us to adventure and the plight of children who have no family or community to protect them.
You will enjoy the fast-pace and realistic images in this exciting adventure based on the very real dangers of child trafficking.
Vechidiki veVimbandani Youth Club vanoronga kupa rubatsiro kunherera dzeku House of Mercy dziri munharaunda yavo. Vasati vatombodii, vanobva vaona kuti mamiriro epamba apa handiwo avari kuratidzwa. Nyaya inoburitswa nemifananidzo iyi inoratidza nhunha dzenherera idzo dzisina anoriritira.
Mifananidzo iyi inonakidza zvikuru uye inoburitsa maitikiro ezvinowanikwa muhupenyu hwenherera apo vamwe vanotengeswa, chiri chinhu chakaoma.
ISBN: 978 1 77922 154 4
